Deuteronomy 28:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucakukundisa ʋaʋeŋgi ʋako, ʋanokumukira, pamberi pako; ʋacaʋuya kuzorwa newe nenzira imŋe, ʋacatiza pamberi pako nenzira nomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achaita kuti vavengi vako, vanokumukira kuti vakurwise, vakundwe pamberi pako. Vachauya kwauri nenzira imwe asi vagotiza vachibva kwauri nenzira nomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi achaita kuti vavengi venyu vanenge vakumukirai vakurirwe. Vachakuvingai vakatungamidzana, asi muchavaitisa chimwandamwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha uchakukundisa vavengi vako, vanokumukira, pamberi pako; vachauya kuzorwa newe nenzira imwe, vachatiza pamberi pako nenzira nomwe.
Shona 2009?
Jehovha uchakukundisa vavengi vako, vanokumukira, pamberi pako; vachauya kuzorwa newe nenzira imwe, vachatiza pamberi pako nenzira nomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha uchakukundisa vavengi vako, vanokumukira, pamberi pako; vachauya kuzorwa newe nenzira imwe, vachatiza pamberi pako nenzira nomwe.