Deuteronomy 28:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucaraira kuti uropafadzwe pamatura ako, napaɀose ɀaunoɓata namaʋoko ako; ucakuropafadza panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achakutumira kuropafadzwa pamatura ako uye nepane zvose zvauchabata namaoko ako. Jehovha Mwari wako achakuropafadza munyika yaari kukupa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi achakomborera basa rako. Achazadza matura ako. Achakukomborera munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Jehovha ucharaira kuti uropafadzwe pamatura ako, napazvose zvaunobata namaoko ako; uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
"Jehovha ucharaira kuti uropafadzwe pamatura ako, napazvose zvaunobata namaoko ako; uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
“Jehovha ucharaira kuti uropafadzwe pamatura ako, napazvose zvaunobata namaoko ako; uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.