Deuteronomy 29:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nepxere dzenyu, naʋakadzi ʋenyu, naʋatorwa ʋako ʋari pakati pemisasa yako, kubva paʋatemi ʋehuni dzako kuȿikira kuʋaceri ʋemvura yako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete navana venyu navakadzi venyu, navatorwa vanogara pamisasa yenyu vanokutemerai huni dzenyu nokukuchererai mvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
navana venyu navakadzi venyu, navatorwa vagere nemi mumatendhe enyu, kusvikira kuna anokutemerai huni dzenyu naanokutekerai mvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nepwere dzenyu, navakadzi venyu, navatorwa vako vari pakati pemisasa yako, kubva pavatemi vehuni dzako kusvikira kuvacheri vemvura yako;
Shona 2009?
nepwere dzenyu, navakadzi venyu, navatorwa vako vari pakati pemisasa yako, kubva pavatemi vehuni dzako kusvikira kuvacheri vemvura yako;
Shona SUB 2002 Bible
nepwere dzenyu, navakadzi venyu, navatorwa vako vari pakati pemisasa yako, kubva pavatemi vehuni dzako kusvikira kuvacheri vemvura yako;