Deuteronomy 29:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti akusimbise nhasi uʋe rudzi rwake, iye aʋe Mŋari wako, seɀaakataura kwauri, ʋuye seɀaakapikira madziɓaɓa ako, Abrahama, naIsaka, naJakobo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti akusimbisei nhasi sorudzi rwake, kuti ave Mwari wenyu sezvaakavimbisa uye sezvaakapika kumadzibaba enyu, Abhurahama, naIsaka, naJakobho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti nhasi uno akuitei vanhu vake, iye achiva Mwari wenyu sokukutaurirai kwaakaita uye sokutsidzira kwaakaita madzitateguru enyu vana Abhurahamu naIsaki naJakobho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti akusimbise nhasi uve rudzi rwake, iye ave Mwari wako, sezvaakataura kwauri, uye sezvaakapikira madzibaba ako, Abhurahamu, naIsaka, naJakobho.
Shona 2009?
kuti akusimbise nhasi uve rudzi rwake, iye ave Mwari wako, sezvaakataura kwauri, uye sezvaakapikira madzibaba ako, Abhurahamu, naIsaka, naJakobho.
Shona SUB 2002 Bible
kuti akusimbise nhasi uve rudzi rwake, iye ave Mwari wako, sezvaakataura kwauri, uye sezvaakapikira madzibaba ako, Abhurahamu, naIsaka, naJakobho.