Deuteronomy 29:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Nokuti munoziʋa kugara kweɗu panyika yeEgipita, nokufamba kweɗu pakati pendudzi, dzamakapfuʋura pakati padzo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi pachenyu munoziva magariro atakaita muIjipiti uye namapfuuriro atakaita nomunyika dzatakafamba nemadziri parwendo kusvikira tasvika pano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi munoziva upenyu hwatakagara munyika yeIjipiti, nokupfuura kwatakaita nomundudzi dzavanhu vomunyika dzatakapfuura nadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“(Nokuti munoziva kugara kwedu panyika yeIjipiti, nokufamba kwedu pakati pendudzi, dzamakapfuura pakati padzo;
Shona 2009?
"(Nokuti munoziva kugara kwedu panyika yeIjipiti, nokufamba kwedu pakati pendudzi, dzamakapfuura pakati padzo,
Shona SUB 2002 Bible
“(Nokuti munoziva kugara kwedu panyika yeIjipiti, nokufamba kwedu pakati pendudzi, dzamakapfuura pakati padzo;