Deuteronomy 29:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaɗana ʋaIsraeri ʋose, akati kwaʋari: Makaʋona ɀose ɀakaitwa naJehova pamberi penyu panyika yeEgipita kunaFarao naʋaranda ʋake ʋose, nokunyika yake yose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akadana vaIsraeri vose akati kwavari: Meso enyu akaona zvose zvakaitwa naJehovha muIjipiti kuna Faro, namachinda ake ose uye nokunyika yake yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akadaidza vaIsiraeri vose akati kwavari, “Makazvionera pachenyu zvose zvakaitwa naTenzi munyika yeIjipiti kuna Farao navaranda vake vose munyika yake yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akadana vaIsiraeri vose, akati kwavari, “Makaona zvose zvakaitwa naJehovha pamberi penyu panyika yeIjipiti kuna Farao navaranda vake vose, nokunyika yake yose;
Shona 2009?
Zvino Mozisi akadana vaIsiraeri vose, akati kwavari, "Makaona zvose zvakaitwa naJehovha pamberi penyu panyika yeIjipiti kuna Farao navaranda vake vose, nokunyika yake yose;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akadana VaIsiraeri vose, akati kwavari, “Makaona zvose zvakaitwa naJehovha pamberi penyu panyika yeIjipiti kuna Farao navaranda vake vose, nokunyika yake yose;