Deuteronomy 29:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye kuti nyika yose isurferi, nomunyu, nokutȿa, kuti haidɀarwi, haimedzi, ʋuye kuti ʋuswa habgumeri’mo, sapakuparadzwa kweSodoma neGomora, neAdma neZeboimi, aya maguta akaparadzwa naJehova pakutsamŋa kwake neshuŋgu dzake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yose inenge ichitsva nokuparadzwa nomunyu nesuferi, pasina zvakadyarwa, pasina zvinomeramo, pasina uswa nemiti zvinokuramo. Zvichaita sokuparadzwa kweSodhomu neGomora kana kuparadzwa kweAdhama neZebhoimu, idzo Jehovha akaparadza mukutsamwa kwake kunotyisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yose ichatsva igosara yangova sarufa nomunyu chete isina chakadyarwamo isingamere chinhu, kana uswa zvahwo. Zvichangofanana nokuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora neAdhima neZebhoimu, maguta akaparadzwa naTenzi akatsamwa aine hasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye kuti nyika yose isuferi, nomunyu, nokutsva, kuti haidyarwi, haimedzi, uye kuti uswa hahumerimo, sapakuparadzwa kweSodhoma neGomora, neAdhama neZebhoimu, aya maguta akaparadzwa naJehovha pakutsamwa kwake neshungu dzake;
Shona 2009?
uye kuti nyika yose isuferi, nomunyu, nokutsva, kuti haidzvarwi, haimedzi, uye kuti uswa hahumerimo, sapakuparadzwa kweSodhoma neGomora, neAdhama neZebhoimu, aya maguta akaparadzwa naJehovha pakutsamwa kwake neshungu dzake;
Shona SUB 2002 Bible
uye kuti nyika yose isuferi, nomunyu, nokutsva, kuti haidyarwi, haimedzi, uye kuti uswa hahumerimo, sapakuparadzwa kweSodhoma neGomora, neAdhama neZebhoimu, aya maguta akaparadzwa naJehovha pakutsamwa kwake neshungu dzake;