Deuteronomy 29:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋacati: Nokuti ʋakasiya suŋgano yaJehova Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, yaakaita naʋo ŋguʋa yaakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mhinduro yacho ichava yokuti, “Nemhaka yokuti vanhu vake vakasiya sungano yaJehovha, iye Mwari wamadzibaba avo, sungano yaakaita navo paakavabudisa kubva muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vachati, ‘Pamusana pokuti vakakanda pasi chitenderano chaTenzi Mwari wamadzibaba avo, chaakaita navo paainge achivaburitsa munyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vachati, ‘Nokuti vakasiya sungano yaJehovha Mwari wamadzibaba avo, yaakaita navo nguva yaakavabudisa panyika yeIjipiti;
Shona 2009?
Zvino vanhu vachati, `Nokuti vakasiya sungano yaJehovha Mwari wamadzibaba avo, yaakaita navo nguva yaakavabudisa panyika yeIjipiti;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vachati, ‘Nokuti vakasiya sungano yaJehovha Mwari wamadzibaba avo, yaakaita navo nguva yaakavabudisa panyika yeIjipiti;