Deuteronomy 29:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakashumira ʋamŋe ʋamŋari, ʋakanamata kwaʋari, ʋamŋari ʋaʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi, ʋaʋasina‐kupiwa naye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva vakaenda vakandonamata vamwe vamwari uye vakavapfugamira, vamwari vavakanga vasingazivi, vamwari vaakanga asina kuvapa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakandonamata nokupfugamira vamwe vamwari, vamwari vavasingamboziva, vasina kumbovapa kana nhaka yenyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakashumira vamwe vamwari, vakanamata kwavari, vamwari vavakanga vasingazivi, vavasina kupiwa naye’;
Shona 2009?
vakashumira vamwe vamwari, vakanamata kwavari, vamwari vavakanga vasingazivi, vavasina kupiwa naye';
Shona SUB 2002 Bible
vakashumira vamwe vamwari, vakanamata kwavari, vamwari vavakanga vasingazivi, vavasina kupiwa naye’;