Deuteronomy 29:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova haana‐kukupai mŋoyo inoziʋa, nameso anoʋona, nenzeʋe dzinonzwa kuȿikira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kusvikira nanhasi Jehovha haana kukupai pfungwa dzokunzwisisa kana meso okuona kana nzeve dzokunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange pari nhasi Tenzi haasati akupai mwoyo wokunzwisisa kana maziso okuona nawo kana nzeve dzokunzwa nadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha haana kukupai mwoyo inoziva, nameso anoona, nenzeve dzinonzwa kusvikira nhasi.
Shona 2009?
Asi Jehovha haana kukupai moyo inoziva, nameso anoona, nenzeve dzinonzwa kusvikira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha haana kukupai mwoyo inoziva, nameso anoona, nenzeve dzinonzwa kusvikira nhasi.