Deuteronomy 29:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamunakudya ciŋgwa, kana kunwa waini neɀinoɓata; kuti muziʋe kuti ndini Jehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuna kudya chingwa kana kunwa waini kana zvimwe zvinodhaka. Ndakaita izvi kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna kumbodya chingwa kana kumbonwa waini kana doro, kuti muzive kuti ndini Tenzi Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kudya chingwa, kana kunwa waini nezvinobata; kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
Hamuna kudya chingwa, kana kumwa waini nezvinobata; kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kudya chingwa, kana kunwa waini nezvinodhaka; kuti muzive kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.