Deuteronomy 29:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tikatora nyika yaʋo, tikaipa ʋaRubeni naʋaGadi nehafu yorudzi rwaManase, kuti iʋe nhaka yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takatora nyika yavo tikaipa kuvaRubheni, navaGadhi norudzi rwehafu rwaManase kuti ive nhaka yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takavatorera nyika yavo tikaipa vedzinza raRubheni nevedzinza raGadhi nechikamu chevedzinza raManase kuti ive nhaka yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tikatora nyika yavo, tikaipa vaRubheni navaGadhi nehafu yorudzi rwaManase, kuti ive nhaka yavo.
Shona 2009?
tikatora nyika yavo, tikaipa vaRubheni navaGadhi nehafu yorudzi rwaManase, kuti ive nhaka yavo.
Shona SUB 2002 Bible
tikatora nyika yavo, tikaipa vaRubheni navaGadhi nehafu yorudzi rwaManase, kuti ive nhaka yavo.