Deuteronomy 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Nokuti Ogi, mambo weBashani, ndiye woga wakaŋga asara kunaʋakaŋga ʋasara ʋaʋaRefaimi; mubeda wake wakaŋga uri wamatare; ko hauzi paRaba raʋana ʋaAmoni here? Kureɓa kwawo kwakaŋga kuciȿika pamakubiti mapfumbamŋe, noʋupamhi bgawo pamakubiti manna, kana ɀicienzaniswa nekubiti romunhu.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Ogi mambo weBhashani ndiye chete akasara pane vakasara vevaRefaiti. Mubhedha wake wakanga wakagadzirwa nesimbi uye wakanga wakareba makubhiti mapfumbamwea uye makubhiti manab paupamhi. Uchiriko muRabha ravaAmoni.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(Ogu mambo weBhashani ndiye woga worudzi rwehofori dzavaRefaimu akanga achiri mupenyu. Zvinongooneka neguva rake resimbi riri kuRabha guta revaAmoni. Guva racho rakareba mamita mana, upamhi hwaro hwakaita mamita anenge maviri nomwero chaiwo wamamita).
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“(Nokuti Ogi, mambo weBhashani, ndiye woga wakanga asara kuna vakanga vasara vavaRefaimu; mubhedha wake wakanga uri wamatare; ko hauzi paRabha ravana vaAmoni here? Kureba kwawo kwakanga kuchisvika pamakubhiti mapfumbamwe, noupamhi hwawo pamakubhiti mana, kana zvichienzaniswa nekubhiti romunhu.)
Shona 2009?
"(Nokuti Ogi, mambo weBhashani, ndiye woga wakanga asara kuna vakanga vasara vavaRefaimu; mubhedha wake wakanga uri wamatare; ko hauzi paRabha ravana vaAmoni here? Kureba kwawo kwakanga kuchisvika pamakubhiti mapfumbamwe, noupamhi hwawo pamakubhiti mana, kana zvichienzaniswa nekubhiti romunhu.)
Shona SUB 2002 Bible