Deuteronomy 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika iyi takaitora neŋguʋa iyo, ikaʋa yeɗu; ndikapa ʋaRubeni naʋaGadi nyika inobva paAroeri, parwizi Arnoni, nehafu yenyika yamakomo yeGireadi, namaguta ayo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panyika yatakatora panguva iyoyo, ndakapa vaRubheni navaGadhi nyika yokumusoro kweAroeri Mupata weArimoni, kusanganisira nehafu yenyika yamakomo yeGireadhi, pamwe chete namaguta ayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Patakatora nyika iyoyi, ndakapa vedzinza raRubheni nevedzinza raGadhi nyika inobvira kuguta reAroero riri pedyo nebani raArinoni nechidimbu chenyika yeGireadhi nemaguta ayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyika iyi takaitora nenguva iyo, ikava yedu; ndikapa vaRubheni navaGadhi nyika inobva paAroeri, parwizi Arinoni, nehafu yenyika yamakomo yeGireadhi, namaguta ayo;
Shona 2009?
"Nyika iyi takaitora nenguva iyo, ikava yedu; ndikapa vaRubheni navaGadhi nyika inobva paAroeri, parwizi Arinoni, nehafu yenyika yamakomo yeGiriyadhi, namaguta ayo;
Shona SUB 2002 Bible
“Nyika iyi takaitora nenguva iyo, ikava yedu; ndikapa vaRubheni navaGadhi nyika inobva paAroeri, parwizi Arinoni, nehafu yenyika yamakomo yeGireadhi, namaguta ayo;