Deuteronomy 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jairi, mŋanakomana waManase, akatora nyika yose yeArgobi, kuȿikira pamuganho waʋaGeshuri naʋaMaakati, akaitumidza, iro Bashani rose, zita rake, Havoti‐jairi, kuȿikira nhasi.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jairi mwana waManase, akatora nyika yose yeArigobhu, kusvikira kumuganhu wavaGeshuri navaMaakati, akaitumidza zita rake zvokuti nanhasi Bhashani inonzi Havhoti Jairi.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jairi wedzinza raManase akatora nyika yose yeArigobhu inonzi Bhashani kundosvika kumuganho wavaGeshuri navaMaaka, ndokutumidza maguta iwayo nezita rake kuti maguta aJairi, zvaari nanhasi).
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jairi mwanakomana waManase, akatora nyika yose yeArigobhu, kusvikira pamuganhu wavaGeshuri navaMaakati, akaitumidza, iro Bhashani rose, zita rake, Havhoti-jairi, kusvikira nhasi.)
Shona 2009?
Jairi mwanakomana waManase, akatora nyika yose yeArigobhu, kusvikira pamuganhu wavaGeshuri navaMaakati, akaitumidza, iro Bhashani rose, zita rake, Havhoti-jairi, kusvikira nhasi.)
Shona SUB 2002 Bible
Jairi mwanakomana waManase, akatora nyika yose yeArigobhu, kusvikira pamuganhu wavaGeshuri navaMaakati, akaitumidza, iro Bhashani rose, zita rake, Havhoti–jairi, kusvikira nhasi.)