Deuteronomy 3:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaRubeni naʋaGadi ndakaʋapa kubva paGireadi kuȿikira parwizi Arnoni, ʋuye pakati pomupata nenyika yawo, kuȿikira parwizi Jaboki, ndiyo nyika yaʋana ʋaAmoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaRubheni navaGadhi ndakavapa nyika inobva paGireadhi zvichidzika kusvikira paMupata weArinoni (pakati pemupata uriwo muganhu) uye kubuda kusvikira kuRwizi Jabhoki, unova ndiwo muganhu wavaAmoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vedzinza raRubheni nevedzinza raGadhi ndakavapa kubvira kuGireadhi kusvikira kubani raArinoni, muganho wenyika yavo uri pakati pebani iroro kundosvika kuna Jabhoko runovaganhuranisa nevaAmoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vaRubheni navaGadhi ndakavapa kubva paGireadhi kusvikira parwizi Arinoni, uye pakati pomupata nenyika yawo, kusvikira parwizi Jabhoki, ndiyo nyika yavana vaAmoni.
Shona 2009?
Asi vaRubheni navaGadhi ndakavapa kubva paGiriyadhi kusvikira parwizi Arinoni, uye pakati pomupata nenyika yawo, kusvikira parwizi Jabhoki, ndiyo nyika yavana vaAmoni.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vaRubheni navaGadhi ndakavapa kubva paGiriadhi kusvikira parwizi Arinoni, uye pakati pomupata nenyika yawo, kusvikira parwizi Jabhoki, ndiyo nyika yavana vaAmoni.