Deuteronomy 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kwandiri: Usamutya, nokuti ndakamuisa paruʋoko rwako, iye naʋanhu ʋake ʋose, nenyika yake; unofanira kuita naye seɀawakaitira Sihoni, mambo waʋaAmori, wakaŋga agere Heshboni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Usatya nokuda kwake, nokuti ndakamuisa kwauri uye nenyika yake. Muitire sezvamakaita kuna Sihani mambo wavaAmoni, akanga achitonga muHeshibhoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akanditi, ‘Usamutye nokuti iye navanhu vake vose, nenyika yake yose, ndavaisa mumaoko ako. Uchaita kwaari zvawakaita kuna Sihoni mambo wavaAmori aigara kuHeshibhoni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kwandiri, ‘Usamutya, nokuti ndakamuisa paruoko rwako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kuita naye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, wakanga agere Heshibhoni.’
Shona 2009?
Jehovha akati kwandiri, `Usamutya, nokuti ndakamuisa paruoko rwako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kuita naye sezvawakaitira Sihoni, mambo wavaAmori, wakanga agere Heshibhoni.'
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kwandiri, ‘Usamutya, nokuti ndakamuisa paruoko rwako, iye navanhu vake vose, nenyika yake; unofanira kuita naye sezvawakaitira Sihoni, mambo waVaAmori, wakanga agere Heshibhoni.’