Deuteronomy 3:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo ndikaraira ʋo Joshua, ndikati: Meso ako akaʋona ɀose ɀakaitirwa madzimambo awa maʋiri naJehova Mŋari wenyu; saiɀoɀo Jehova ucaitira ʋushe bgose kwamunoyambuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyo ndakarayira Joshua, ndikati, “Wakaona nameso ako zvose zvakaitwa naJehovha Mwari wako kumadzimambo maviri aya. Jehovha achaita zvimwe chetezvo kuushe hwose mhiri uko kwamunoenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo ndakaudza Joshuwa kuti, ‘Wakaona nameso ako zvose zvakaitwa naTenzi kuna madzimambo maviri aya. Ndizvo zvichaitwa naTenzi kuna madzimambo ose amuchayambukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nenguva iyo ndikarairawo Joshua, ndikati, ‘Meso ako akaona zvose zvakaitirwa madzimambo awa maviri naJehovha Mwari wenyu; saizvozvo Jehovha uchaitira ushe hwose kwamunoyambuka.
Shona 2009?
"Nenguva iyo ndikarairawo Joshua, ndikati, `Meso ako akaona zvose zvakaitirwa madzimambo awa maviri naJehovha Mwari wenyu; saizvozvo Jehovha uchaitira ushe hwose kwamunoyambuka.
Shona SUB 2002 Bible
“Nenguva iyo ndikarairawo Joshua, ndikati, ‘Meso ako akaona zvose zvakaitirwa madzimambo awa maviri naJehovha Mwari wenyu; saizvozvo Jehovha uchaitira ushe hwose kwamunoyambuka.