Deuteronomy 3:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌonditenderai henyu kuyambuka, ndiʋone nyika yakanaka iri mhiri kwaJoridani, negomo iro rakanaka, neRebanoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nditenderei henyu kuti ndiyambuke ndinoona nyika yakanaka iri mhiri kwaJorodhani, iyo nyika yamakomo yakanaka neRebhanoni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndapota ndibvumireiwo kuyambukira mhiri kwaJorodhani ndingondoonawo nyika iyoyo yakanaka ikadai, nyika yamakomo yakanakisisa neRebhanoni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Donditenderai henyu kuyambuka, ndione nyika yakanaka iri mhiri kwaJorodhani, negomo rio rakanaka, neRebhanoni.’
Shona 2009?
Donditenderai henyu kuyambuka, ndione nyika yakanaka iri mhiri kwaJorodhani, negomo iro rakanaka, neRebhanoni.'
Shona SUB 2002 Bible
Donditenderai henyu kuyambuka, ndione nyika yakanaka iri mhiri kwaJodhani, negomo rakanaka, neRebhanoni.’