Deuteronomy 3:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi raira Joshua, umutse mŋoyo wake nokumusimbisa, nokuti iye ucayambuka pamberi paʋanhu aʋa, iye ucaʋagarisa nhaka yenyika yaucaʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi rayira Joshua, ugomukurudzira nokumusimbisa nokuti achatungamirira vanhu ava pakuyambuka uye achaita kuti vagare nhaka yenyika yauchaona.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi taurira Joshuwa umukurudzire nokumushingisa nokuti ndiye achatungamirira vanhu ava kuyambuka vachindotora nyika iyoyo yauchaona kuti ive yavo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi raira Joshua, umutse mwoyo wake nokumusimbisa, nokuti iye uchayambuka pamberi pavanhu ava, iye uchavagarisa nhaka yenyika yauchaona.
Shona 2009?
Asi raira Joshua, umutse moyo wake nokumusimbisa, nokuti iye uchayambuka pamberi pavanhu ava, iye uchavagarisa nhaka yenyika yauchaona.
Shona SUB 2002 Bible
Asi raira Joshua, umutse mwoyo wake nokumusimbisa, nokuti iye uchayambuka pamberi pavanhu ava, iye uchavagarisa nhaka yenyika yauchaona.