Deuteronomy 3:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwo akaŋga ari maguta akapoteredzwa ose namaȿiŋgo marefu, namasuʋo, namazariro, kunze kwemisha mizhinji‐zhinji yakaŋga isinamaȿiŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta ose iwaya akanga akapoteredzwa namasvingo marefu namasuo namazariro, uye kwakanga kunewo misha mizhinji kwazvo yakanga isina kukomberedzwa namasvingo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta ose iwaya aiva akakomberedzwa netsvingo ndefu, nemisuo mikuru ine zvihuri, nemimwewo misha yakanga isina tsvingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwo akanga ari maguta akapoteredzwa ose namasvingo marefu, namasuo, namazariro, kunze kwemisha mizhinji-zhinji yakanga isina masvingo.
Shona 2009?
Iwo akanga ari maguta akapoteredzwa ose namasvingo marefu, namasuo, namazariro, kunze kwemisha mizhinji-zhinji yakanga isina masvingo.
Shona SUB 2002 Bible
Iwo akanga ari maguta akapoteredzwa ose namasvingo marefu, namasuwo, namazariro, kunze kwemisha mizhinji zhinji yakanga isina masvingo.