Deuteronomy 30:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ɀinhu iɀi ɀose ɀicikuwira, iko kuropafadzwa nokutukwa, kwandakaisa pamberi pako, ukaɀiraŋgarira pakati pendudzi dzose, pawakadziŋgirwa naJehova Mŋari wako,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana kuropafadzwa nokutukwa uku kwose kwandaisa pamberi penyu kwakuwirai uye mazviisa pamwoyo kwose kwamunoparadzirwa naJehovha Mwari wenyu pakati pendudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana makomborero aye nemajambwa andakakuudza azoitika kwauri, wazviyeuka uri pakati pamarudzi avanhu okwauchaendeswa naTenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana zvinhu izvi zvose zvichikuwira, iko kuropafadzwa nokutukwa, kwandakaisa pamberi pako, ukazvirangarira pakati pendudzi dzose, pawakadzingirwa naJehovha Mwari wako,
Shona 2009?
Zvino kana zvinhu izvi zvose zvichikuwira, iko kuropafadzwa nokutukwa, kwandakaisa pamberi pako, ukazvirangarira pakati pendudzi dzose, pawakadzingirwa naJehovha Mwari wako,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana zvinhu izvi zvose zvichikuwira, iko kuropafadzwa nokutukwa, kwandakaisa pamberi pako, ukazvirangarira pakati pendudzi dzose, pawakadzingirwa naJehovha Mwari wako,