Deuteronomy 30:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti murairo uyu wandinokuraira nhasi hauŋgakuremeri ɀikuru, ʋuye hauzi kure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvandiri kukurayirai nhasi hazvina kunyanya kukuomerai kana kuva kure nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndinodaro nokuti mutemo uyu wandiri kukupa nhasi uno hausi mutemo wakanyanya kukuomera, uye hausi kure newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti murayiro uyu wandinokuraira nhasi haungakuremeri zvikuru, uye hauzi kure.
Shona 2009?
"Nokuti murayiro uyu wandinokuraira nhasi haungakuremeri zvikuru, uye hauzi kure.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti murairo uyu wandinokuraira nhasi haungakuremeri zvikuru, uye hauzi kure.