Deuteronomy 30:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauzi kuɗeŋga, kuti uti: Ndianiko ucatikwirira kuɗeŋga, kundotitorera iwo, nokutinzwisa iwo, kuti tiuite?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hauzi kudenga, zvokuti mungabvunza muchiti, “Ndiani achatikwirira kudenga kundoutora agotiparidzira kuti tiuite?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hausiri kudenga zvokuti ungati, ‘Ndiani angakwire kudenga kundotitorera murao wacho kuti tiunzwe tiuchengete?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hauzi kudenga, kuti uti, ‘Ndianiko uchatikwirira kudenga, kundotitorera iwo, nokutinzwisa iwo, kuti tiuite?’
Shona 2009?
Hauzi kudenga, kuti uti, `Ndianiko uchatikwirira kudenga, kundotitorera iwo, nokutinzwisa iwo, kuti tiuite?'
Shona SUB 2002 Bible
Hauzi kudenga, kuti uti, ‘Ndianiko uchatikwirira kudenga, kundotitorera iwo, nokutinzwisa iwo, kuti tiuite?’