Deuteronomy 30:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana mŋoyo wako ukatsauka, ukaramba kuterera, ukatsauswa kunamata ʋamŋe ʋamŋari nokuʋashumira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana mwoyo wako ukatsauka uye kana usingateereri, uye kana ukakwezvwa kuti undopfugamira vamwe vamwari nokuvanamata,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe ukatsauka zvako nomwoyo wako uchiramba kuteerera uchizokweverwa kundopfugamira vamwe vamwari uchivashandira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana mwoyo wako ukatsauka, ukaramba kuteerera, ukatsauswa kunamata vamwe vamwari nokuvashumira,
Shona 2009?
Asi kana moyo wako ukatsauka, ukaramba kuteerera, ukatsauswa kunamata vamwe vamwari nokuvashumira,
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana mwoyo wako ukatsauka, ukaramba kuteerera, ukatsauswa kunamata vamwe vamwari nokuvashumira,