Deuteronomy 30:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndinokuʋudzai nhasi, kuti mucaparadzwa ɀirokwaɀo; hamuŋgaʋi namazuʋa mazhinji kunyika kwaunoyambukira nhasi, kuti iʋe yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndinokuudza nhasi kuti uchaparadzwa zvirokwazvo. Haungararami kwenguva refu munyika yamuri kuyambuka Jorodhani kuti mupinde mugoitora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndinokuudzai nhasi uno kuti muchaparadzwa hamuzogara mazuva mazhinji munyika yamuri kuyambukira Jorodhani kundotora kuti ive yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndinokuudzai nhasi, kuti muchaparadzwa zvirokwazvo; hamungavi namazuva mazhinji kunyika kwaunoyambukira nhasi, kuti ive yako.
Shona 2009?
ndinokuudzai nhasi, kuti muchaparadzwa zvirokwazvo; hamungavi namazuva mazhinji kunyika kwaunoyambukira nhasi, kuti ive yako.
Shona SUB 2002 Bible
ndinokuudzai nhasi, kuti muchaparadzwa zvirokwazvo; hamungavi namazuva mazhinji kunyika kwaunoyambukira nhasi, kuti ive yako.