Deuteronomy 30:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ipapo Jehova Mŋari wako ucashandura kutapxa kwako, nokukunzwira tsitsi, nokukuʋuŋganidza ɀe pandudzi dzose, kwaakakurashanyira kwadziri, iye Jehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo Jehovha Mwari wenyu achakudzorerai pfuma yenyu agokunzwirai tsitsi nokukuunganidzai kubva kundudzi dzose kwaakakuparadzirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ipapo Tenzi Mwari wenyu achashandura nhamo yenyu youtapwa, achakunzwirai tsitsi agokukokorodzai zvakare kubva kumarudzi avanhu ose kwamakamboparadzirwa naTenzi Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ipapo Jehovha Mwari wako uchashandura kutapwa kwako, nokukunzwira tsitsi, nokukuunganidzazve pandudzi dzose, kwaakakurashanyira kwadziri, iye Jehovha Mwari wako.
Shona 2009?
ipapo Jehovha Mwari wako uchashandura kutapwa kwako, nokukunzwira tsitsi, nokukuunganidzazve pandudzi dzose, kwaakakurashanyira kwadziri, iye Jehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
ipapo Jehovha Mwari wako uchashandura kutapwa kwako, nokukunzwira tsitsi, nokukuunganidzazve pandudzi dzose, kwaakakurashanyira kwadziri, iye Jehovha Mwari wako.