Deuteronomy 30:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ʋamŋe ʋenyu ʋakaŋga ʋadziŋgirwa kumagumisiro okuɗeŋga, Jehova Mŋari wako ucakuʋuŋganidza’po, ucandokutora’po;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange dai manga makarasirwa kunyika iri kure kwazvo pasi pedenga, kubva ikoko Jehovha Mwari wenyu achakuunganidzai uye agokudzosai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange vamwe venyu vakaendeswa kure kure kwakaperera nyika, Tenzi Mwari wenyu achakukokorodzai achikudzorai kubva ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange vamwe venyu vakanga vadzingirwa kumagumisiro okudenga, Jehovha Mwari wako uchakuunganidzapo, uchandokutorapo;
Shona 2009?
Kunyange vamwe venyu vakanga vadzingirwa kumagumisiro okudenga, Jehovha Mwari wako uchakuunganidzapo, uchandokutorapo;
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe vamwe venyu vakanga vadzingirwa kumagumisiro okudenga, Jehovha Mwari wako uchakuunganidzapo, uchandokutorapo;