Deuteronomy 30:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari wako ucakuʋuyisa munyika, yakaŋga iri yamadziɓaɓa ako, kuti iʋe yako; ucakuitira ɀakanaka, nokukuwanza kupfuʋura madziɓaɓa ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achakudzosai kunyika yamadzibaba enyu, uye muchaitora igova yenyu. Achakuitai kuti munyanyobudirira uye muwande kupfuura madzibaba enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari wako achakuunza munyika yemadzibaba ako kuti ive yako zvakare. Achakupfumisa agoita kuti muwande kupfuura madzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wako uchakuuyisa munyika, yakanga iri yamadzibaba ako, kuti ive yako; uchakuitira zvakanaka, nokukuwanza kupfuura madzibaba ako.
Shona 2009?
Jehovha Mwari wako uchakuuyisa munyika, yakanga iri yamadzibaba ako, kuti ive yako; uchakuitira zvakanaka, nokukuwanza kupfuura madzibaba ako.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wako uchakuuyisa munyika, yakanga iri yamadzibaba ako, kuti ive yako; uchakuitira zvakanaka, nokukuwanza kupfuura madzibaba ako.