Deuteronomy 30:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari wako ucawanza ɀinoɓatwa namaʋoko ako, neɀiɓereko ɀomuʋiri wako, neɀiɓereko ɀeŋombe dzako, neɀiɓereko ɀevu rako, kuti ɀifare; nokuti Jehova ucakufarira ɀe ɀakanaka, seɀaakafarira madziɓaɓa ako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha Mwari wako achakupfumisa zvikuru mumabasa ose amaoko ako nechibereko chomuviri wako, nezvibereko zvezvipfuwo zvako uye nezvibereko zvevhu rako. Jehovha achafadzwazve newe agokupfumisa, sokufadzwa kwaakaitwa namadzibaba ako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari wako achakupfumisa kwazvo pane zvose zvauchaita namaoko ako, achakupa vana vazhinji, nemombe dzakawanda nezvokukohwa zvizhinji nokuti Tenzi achakufarira achikuita kuti ubudirire sokufarira kwaakaita madzibaba ako,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wako uchawanza zvinobatwa namaoko ako, nezvibereko zvomuviri wako, nezvibereko zvemombe dzako, nezvibereko zvevhu rako, kuti zvifare; nokuti Jehovha uchakufarirazve zvakanaka, sezvaakafarira madzibaba ako;
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible