Deuteronomy 31:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye kuti ʋana ʋaʋo ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi ʋanzwe, ʋadzidze kutya Jehova Mŋari wenyu, ŋguʋa yose yamucazogara panyika yamunoyambuka Joridani kwairi, kuti iʋe yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vavo, vasingazivi murayiro uyu, vanofanira kuunzwa uye vagodzidza kutya Jehovha Mwari wenyu panguva yose yamuchagara munyika yamuri kuyambuka Jorodhani kuti muitore.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo kuti vana vavo vasingauzivi vaunzwe, vadzidzewo kuremekedza Tenzi Mwari wenyu mazuva ose amuchagara munyika yamuri kuyambukira kundotora kuti ive yenyu kumhiri kwaJorodhani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye kuti vana vavo vakanga vasingazivi vanzwe, vadzidze kutya Jehovha Mwari wenyu, nguva yose yamuchazogara panyika yamunoyambuka Jorodhani kwairi, kuti ive yenyu.”
Shona 2009?
uye kuti vana vavo vakanga vasingazivi vanzwe, vadzidze kutya Jehovha Mwari wenyu, nguva yose yamuchazogara panyika yamunoyambuka Jorodhani kwairi, kuti ive yenyu."
Shona SUB 2002 Bible
uye kuti vana vavo vakanga vasingazivi vanzwe, vadzidze kutya Jehovha Mwari wenyu, nguva yose yamuchazogara panyika yamunoyambuka Jodhani kwairi, kuti ive yenyu.”