Deuteronomy 31:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Ndaʋa namakore anezana namakumi maʋiri nhasi, handicagoni kuɓuɗa nokupinda; ɀino Jehova wakati kwandiri: Iwe hauŋgayambuki Joridani urwu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino ndava namakore zana namakumi maviri uye handichagoni kukutungamirirai. Jehovha akati kwandiri, ‘Iwe haufaniri kuyambuka Jorodhani urwu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Pari nhasi uno, ndava namakore zana namakumi maviri okuberekwa. Handichakwanisa kumhanya-mhanya nebasa. Tenziwo akanditi, ‘Iwe hauyambuke Jorodhani iyeyu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Ndava namakore ane zana namakumi maviri nhasi, handichagoni kubuda nokupinda; zvino Jehovha wakati kwandiri, ‘Iwe haungayambuki Jorodhani urwu.’
Shona 2009?
akati kwavari, "Ndava namakore ane zana namakumi maviri nhasi, handichagoni kubuda nokupinda; zvino Jehovha wakati kwandiri, `Iwe haungayambuki Jorodhani urwu.'
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Ndava namakore ane zana namakumi maviri nhasi, handichagoni kubuda nokupinda; zvino Jehovha akati kwandiri, ‘Iwe haungayambuki Jodhani urwu.’