Deuteronomy 31:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucaʋaisa mumaʋoko enyu, nemi munofanira kuʋaitira ɀose seɀandakakurairai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achavaisa kwamuri, uye munofanira kuvaitira zvose zvandakakurayirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi achavaisa mumaoko enyu, saka imi itai kwavari zvose zvandakakuudzai kuti muite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha uchavaisa mumaoko enyu, nemi munofanira kuvaitira zvose sezvandakakurairai.
Shona 2009?
Jehovha uchavaisa mumaoko enyu, nemwi munofanira kuvaitira zvose sezvandakakurairai.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha uchavaisa mumaoko enyu, nemi munofanira kuvaitira zvose sezvandakakurairai.