Deuteronomy 31:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ndiye unokutuŋgamirira, iye ucaʋa newe, haaŋgakuregi, haaŋgakusiyi; usatya kana kuvunduswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha pachake achakutungamirira uye achava newe; haangakusiyi kana kukurasa. Usatya kana kuora mwoyo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndiye achakutungamirira, achava newe, haazokufuratira kana kukusiya woga. Usatye kana kuzeza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ndiye unokutungamirira, iye uchava newe, haangakuregi, haangakusiyi; usatya kana kuvhunduswa.”
Shona 2009?
Jehovha ndiye unokutungamirira, iye uchava newe, haangakuregi, haangakusiyi; usatya kana kuvhunduswa."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ndiye unokutungamirira, iye uchava newe, haangakuregi, haangakusiyi; usatya kana kuvhunduswa.”