Deuteronomy 32:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwa iwe ɗeŋga, ndicataura; Nenyika ŋgainzwe mashoko omuromo waŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai, imi matenga, zvino ndichataura; inzwa, iwe nyika, mashoko omuromo wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Matenga we-e teyai nzeve munzwe ndimbotaura newewo nyika teerera unzwe mazwi omuromo wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwa iwe denga, ndichataura; Nenyika ngainzwe mashoko omuromo wangu;
Shona 2009?
Inzwa iwe denga, ndichataura; Nenyika ngainzwe mashoko omuromo wangu;
Shona SUB 2002 Bible
Inzwa iwe denga, ndichataura; Nenyika ngainzwe mashoko omuromo wangu;