Deuteronomy 32:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo Jehova, iye oga, wakamutuŋgamirira, Kwakaŋga kusinamŋari wokumŋe kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha oga ndiye akamutungamirira; kwakanga kusina mwari wokumwe akanga anaye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi pachake akamutungamirira, pasina vamwe vamwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvo Jehovha, iye oga, wakamutungamirira, Kwakanga kusina mwari wokumwe kwaari.
Shona 2009?
Saizvozvo Jehovha, iye oga, wakamutungamirira, Kwakanga kusina mwari wokumwe kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvo Jehovha, iye oga, wakamutungamirira, Kwakanga kusina mwari wokumwe kwaari.