Deuteronomy 32:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakamutaȿisa panɀimbo dzakakwirira dzenyika, Wakadya micero yeminda; Wakamuȿutidza ʋuci bgunobva paɗombo, Namafuta anobva paɗombo romusarasara,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamuita kuti atasve panzvimbo dzakakwirira dzenyika uye akamupa zvibereko zveminda kuti adye. Akamusimbisa nouchi hwakabva padombo, uye namafuta akabva padombo romusarasara,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamupa nyika iri pakakwirira, akadya zvirimwa zvomuminda; akamuita kuti asvete zvake uchi hwomudombo, achiwana mafuta parukangarahwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakamutasvisa panzvimbo dzakakwirira dzenyika, Wakadya michero yeminda; Wakamusvutidza uchi hunobva padombo, Namafuta anobva padombo romusarasara,
Shona 2009?
Wakamutasvisa panzvimbo dzakakwirira dzenyika, Wakadya michero yeminda; Wakamusvutidza uchi hunobva padombo, Namafuta anobva padombo romusarasara,
Shona SUB 2002 Bible
Wakamutasvisa panzvimbo dzakakwirira dzenyika, Wakadya michero yeminda; Wakamusvutidza uchi hunobva padombo, Namafuta anobva padombo romusarasara,