Deuteronomy 32:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jeshuruni wakazokora, ndokupfura, Iwe wakakora, wakaʋa mukobvu, ukaʋa namafuta, Ɀino iye akarasha Mŋari wakamuita, Akaɀidza ɗombo rakamuceŋgeta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeshuruni akazokora uye akapfura; aguta nezvokudya, akava mukobvu uye akava namafuta. Akasiya Mwari akamuita uye akaramba Ibwe, Muponesi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jeshuruni, iwe Isiraeri, wakati wakora, wakatanga kupfacha. Wakati wakora, wafuta zvokupenya muviri, wakafuratira Mwari akakusika ukatsvinyira Dombo, ruponeso rwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jeshuruni wakazokora, ndokupfura, Iwe wakakora, wakava mukobvu, ukava namafuta, Zvino iye akarasha Mwari wakamuita, Akazvidza dombo rakamuchengeta.
Shona 2009?
Asi Jeshuruni wakazokora, ndokupfura, Iwe wakakora, wakava mukobvu, ukava namafuta, Zvino iye akarasha Mwari wakamuita, Akazvidza dombo rakamuchengeta.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jeshuruni wakazokora, ndokupfura, Iwe wakakora, wakava mukobvu, ukava namafuta, Zvino iye akarasha Mwari akamuita, Akazvidza dombo rakamuchengeta.