Deuteronomy 32:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakaɀiʋona, akaʋarasha, Nokuti wakatsamŋiswa naʋanakomana ʋake naʋanasikana ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akaona izvi akavaramba nokuti akanga atsamwiswa navakomana vake navanasikana vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akazviona akabva achekana ukama navo, nokuti akashatiriswa navana vake vakomana navasikana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wakazviona, akavarasha, Nokuti wakatsamwiswa navanakomana vake navanasikana vake.
Shona 2009?
Jehovha wakazviona, akavarasha, Nokuti wakatsamwiswa navanakomana vake navanasikana vake.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akazviona, akavarasha, Nokuti wakatsamwiswa navanakomana vake navanasikana vake.