Deuteronomy 32:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ndicaʋaʋanzira ciso caŋgu, Ndinoɗa kuʋona kuguma kwaʋo, kuti kwakaɗiniko; Nokuti iʋo rudzi rwakatsauka kwaɀo, Ʋana ʋasina‐kutendeka cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichavanza chiso changu kubva kwavari,” iye akadaro, “tigoona kuti magumo avo achazodii; nokuti rudzi rwakatsauka, vana vasina kutendeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati regai ndivafuratire, ndione kuti pavo pachaperera papi; nokuti chizvarwa chakapanduka, vana vasingatendeseki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ndichavavanzira chiso changu, Ndinoda kuona kuguma kwavo, kuti kwakadiniko; Nokuti ivo rudzi rwakatsauka kwazvo. Vana vasina kutendeka chose.
Shona 2009?
Akati, "Ndichavavanzira chiso changu, Ndinoda kuona kuguma kwavo, kuti kwakadiniko; Nokuti ivo rudzi rwakatsauka kwazvo. Vana vasina kutendeka chose.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ndichavavanzira chiso changu, Ndinoda kuona kuguma kwavo, kuti kwakadiniko; Nokuti ivo rudzi rwakatsauka kwazvo. Vana vasina kutendeka chose.