Deuteronomy 32:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamutsa goɗo raŋgu necinhu cisati ciri Mŋari; Ʋakanditsamŋisa neɀinhu ɀaʋo ɀisinamaturo; Neni ʋo ndicaʋagoɗoresa naʋasati ʋari ʋanhu; Ndicaʋatsamŋisa norudzi runopeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamutsa godo rangu nokuda kwechinhu chisati chiri Mwari, vakanditsamwisa nokuda kwezviumbwa zvavo zvisina maturo. Ndichaita kuti vagodorwe navaya vasati vari vanhu; ndichavaita kuti vatsamwiswe norudzi rusinganzwisisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakandipa kuitira shanje zvinhu zvisiri mwari, vakavirutsa hasha dzangu navamwari vavo vokuveza. Saka ndichaitawo kuti vave neshanje navanhu vasiri rudzi. Ndichavashatirisa norudzi rwamadzenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamutsa godo rangu nechinhu chisati chiri Mwari; Vakanditsamwisa nezvinhu zvavo zvisina maturo; Neniwo ndichavagodoresa navasati vari vanhu; Ndichavatsamwisa norudzi runopenga.
Shona 2009?
Vakamutsa godo rangu nechinhu chisati chiri Mwari; Vakanditsamwisa nezvinhu zvavo zvisina maturo; Neniwo ndichavagodoresa navasati vari vanhu; Ndichavatsamwisa norudzi runopenga.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamutsa godo rangu nechinhu chisati chiri Mwari; Vakanditsamwisa nezvinhu zvavo zvisina maturo; Neniwo ndichavagodoresa navasati vari vanhu; Ndichavatsamwisa norudzi runopenga.