Deuteronomy 32:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋoto wakaɓatidzwa pakutsamŋa kwaŋgu, Unopisa kuȿikira pasi kugomba raʋakafa, Unoparadza nyika neɀiɓereko ɀayo, Unotuŋgidza nheyo dzamakomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti moto watungidzwa nehasha dzangu, idzo dzinopisa kusvikira pasi pegomba rorufu. Dzichaparadza nyika nezvibereko zvayo uye dzichapisa nheyo dzamakomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hasha dzangu dzichaita somoto, uchapisa kusvikira pasi pasi munzvimbo yavakafa. Ucharoromesa nyika nezvinhu zvayo. Uchatungidza moto paugaro hwamakomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti moto wakabatidzwa pakutsamwa kwangu, Unopisa kusvikira pasi kugomba ravakafa, Unoparadza nyika nezvibereko zvayo, Unotungidza nheyo dzamakomo.
Shona 2009?
Nokuti moto wakabatidzwa pakutsamwa kwangu, Unopisa kusvikira pasi kugomba ravakafa, Unoparadza nyika nezvibereko zvayo, Unotungidza nheyo dzamakomo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti moto wakabatidzwa pakutsamwa kwangu, Unopisa kusvikira pasi kugomba ravakafa, Unoparadza nyika nezvibereko zvayo, Unotungidza nheyo dzamakomo.