Deuteronomy 32:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munondo ucaʋatorera kunze, Nokutyisa mudzimba dzomukati; Ɀicaparadza jaya nemhandara, Mŋana unomŋa pamŋe cete naʋarume, ʋacena vudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munzira munondo uchaparadza vana vavo vose; mudzimba dzavo vachagara vachivhu-ndutswa. Majaya nemhandara vachaparadzwa, vacheche navatana vachaparadzwawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pachena zvapo chaipo bakatwa, richaita kuti vapinde nhamo mudzimba umu kuchingova kutya koga koga. Nhamo iyoyo haina waichasiya ari mupenyu, jaya kana mhandara, mucheche nowachena musoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munondo uchavatorera kunze, Nokutyisa mudzimba dzomukati; Zvichaparadza jaya nemhandara, Mwana unomwa pamwechete navarume, vachena vhudzi.”
Shona 2009?
Munondo uchavatorera kunze, Nokutyisa mudzimba dzomukati; Zvichaparadza jaya nemhandara, Mwana unomwa pamwechete navarume, vachena vhudzi."
Shona SUB 2002 Bible
Munondo uchavatorera kunze, Nokutyisa mudzimba dzomukati; Zvichaparadza jaya nemhandara, Mwana unomwa pamwechete navarume, vachena vhudzi.”