Deuteronomy 32:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati, ndicaʋafuridzira kure, Ndicagumisa kuraŋgarirwa kwaʋo pakati paʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati ndichavaparadzira ndigodzima kurangarirwa kwavo kubva pakati pamarudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazviti regai ndivamwararitsire kure kure, pasave naanovayeukazve mukati mavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati, ndichavafuridzira kure, Ndichagumisa kurangarirwa kwavo pakati pavanhu;
Shona 2009?
Ndakati, ndichavafuridzira kure, Ndichagumisa kurangarirwa kwavo pakati pavanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati, ndichavafuridzira kure, Ndichagumisa kurangarirwa kwavo pakati pavanhu;