Deuteronomy 32:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai ndisina‐kutya kutsamŋa kwaʋaʋeŋgi, Kuti ʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋasanzwisisa, Ʋakati: Ruʋoko rweɗu ndirwo rwakakunda, Haazi Jehova wakaita iɀoɀo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi ndakazotya kutuka kwomuvengi, kuti vavengi vavo vasazozvinzwisisa uye vakazoti, ‘Ruoko rwedu rwatikundisa; haazi Jehovha akaita izvi zvose.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndakazeza zvangu kuzvikudza kwaizoita vavengi vavo, vofunga kuti, ‘Takavakurira nesimba redu pachedu.’ Vachiti, ‘Tenzi haasiri iye akaita zvose izvi, asi kuti isu nesimba redu ndisu takakurira.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai ndisina kutya kutsamwa kwavavengi, Kuti vavengi vavo vasanzwisisa, Vakati, “Ruoko rwedu ndirwo rwakakunda, Haazi Jehovha wakaita izvozvo zvose.”
Shona 2009?
Dai ndisina kutya kutsamwa kwavavengi, Kuti vavengi vavo vasanzwisisa, Vakati, "Ruoko rwedu ndirwo rwakakunda, Haazi Jehovha wakaita izvozvo zvose."
Shona SUB 2002 Bible
Dai ndisina kutya kutsamwa kwavavengi, Kuti vavengi vavo vasanzwisisa, Vakati, “Ruoko rwedu ndirwo rwakakunda, Haazi Jehovha akaita izvozvo zvose.”