Deuteronomy 32:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai ʋakaŋga ʋakacenjera, ʋaŋgaɗai ʋakaɀinzwisisa, Ʋaŋgaɗai ʋakaʋona kuguma kwaʋo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai chete vakanga vakachenjera uye dai vaizonzwisisa izvi nokunzvera kuti magumo avo achazova akaita sei!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai vakachenjera vangadai vakanzwisisa izvi, vangadai vakaziva kuti izvozvi zvichavasvitsa kupi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai vakanga vakachenjera, vangadai vakazvinzwisisa, Vangadai vakaona kuguma kwavo!
Shona 2009?
Dai vakanga vakachenjera, vangadai vakazvinzwisisa, Vangadai vakaona kuguma kwavo!
Shona SUB 2002 Bible
Dai vakanga vakachenjera, vangadai vakazvinzwisisa, Vangadai vakaona kuguma kwavo!