Deuteronomy 32:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu mumŋe uŋgadziŋga seiko ʋanhu ʋanecuru cezana, Naʋanhu ʋaʋiri ʋaŋgatizisa seiko ʋanhu ʋaneɀuru ɀinegumi, Kana ɗombo raʋo risina‐kuʋateŋgesa, NaJehova asina‐kuʋaisa mumaʋoko aʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, munhu mumwe chete angadzinga sei chiuru chavanhu, kana kuti vanhu vaviri vangaita kuti vanhu zviuru gumi vatize sei, kunze kwokunge Dombo ravo ravatengesa, kunze kwokunge Jehovha ari iye avaisa mumaoko avo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko munhu mumwe angadzinge sei chiuru chavanhu? Ko vanhu vaviri vangakwanise kudzinga gumi rezviuru zvevanhu here? Zvingaitike chete kana iye Dombo ravo avaisa mumaoko evavengi vavo; uyewo kana Tenzi avaramwira mumaoko avavengi vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu mumwe ungadzinga seiko vanhu vane chiuru chezana, Navanhu vaviri vangatizisa seiko vanhu vane zviuru zvine gumi, Kana dombo ravo risina kuvatengesa, NaJehovha asina kuvaisa mumaoko avo?
Shona 2009?
Munhu mumwe ungadzinga seiko vanhu vane chiuru chezana, Navanhu vaviri vangatizisa seiko vanhu vane zviuru zvine gumi, Kana dombo ravo risina kuvatengesa, NaJehovha asina kuvaisa mumaoko avo?
Shona SUB 2002 Bible
Munhu mumwe ungadzinga seiko vanhu vane chiuru chezana, Navanhu vaviri vangatizisa seiko vanhu vane zviuru zvine gumi, Kana dombo ravo risina kuvatengesa, NaJehovha asina kuvaisa mumaoko avo?