Deuteronomy 32:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iɀi haɀina‐kuʋuŋganidzwa kwandiri here? Haɀina‐kufunhurwa pakati pefuma yaŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, handina kuchengeta izvi here, uye ndikazvipfigira mumatura angu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Heya munoti izvozvi handina kuzvichengeta mudura remwoyo wangu here, ndikanyatsozvipfundira?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko izvi hazvina kuunganidza kwandiri here? Hazvina kufunhurwa pakati pepfuma yangu here?
Shona 2009?
Ko izvi hazvina kuunganidwza kwandiri here? Hazvina kufunhurwa pakati pefuma yangu here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko izvi hazvina kuunganidza kwandiri here? Hazvina kufunhurwa pakati pepfuma yangu here?