Deuteronomy 32:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai ɀino, muʋone kuti ndini iye, Hakunomumŋe mŋari pamŋe cete neni; Ini ndinoʋuraya, ini ndinoraramisa; Ini ndakakuʋadza, ini ndinoporesa; Hakuna‐uŋgarwirwa paruʋoko rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Chionai zvino kuti ini pachangu ndini Iye! Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu, ndinouraya uye ndinopa upenyu, ndakakuvadza uye ndichaporesa, uye hapana anogona kudzikinura muruoko rwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chizivai kuti Ini Iyeni pano ndini iye. Hakuna mumwe mwari kunze kwangu. Ndini ndinouraya, uye ndini ndinopa upenyu. Ndinokuvadza uye ndinoporesa, hakuna anganunure chinhu chiri mumaoko angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai zvino, muone kuti ndini iye, Hakuno mumwe mwari pamwechete neni; Ini ndinouraya, ini ndinoraramisa; Ini ndakakuvadza, ini ndinoporesa; Hakuna ungarwirwa paruoko rwangu.
Shona 2009?
Tarirai zvino, muone kuti ndini iye, Hakuno mumwe mwari pamwechete neni; Ini ndinouraya, ini ndinoraramisa; Ini ndakakuvadza, ini ndinoporesa; Hakuna ungarwirwa paruoko rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai zvino, muone kuti ndini iye, Hakuno mumwe mwari pamwechete neni; Ini ndinouraya, ini ndinoraramisa; Ini ndakakuvadza, ini ndinoporesa; Hakuna ungarwirwa paruoko rwangu.