Deuteronomy 32:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ndiro ɗombo, ɓasa rake rakakwana; Nokuti nzira dzake dzose dzakarurama. Ndiye Mŋari wakatendeka, usiŋganyeŋgeri, Wakarurama, ndowaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye ndiye ibwe, mabasa ake akakwana, uye nzira dzake dzakarurama. Mwari akatendeka asina chaanotadza, akarurama uye ndowezvokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye iDombo chairo kusimba! Pabasa rake hapana chinganatsiridzwe nokuti maitiro ake ane ruenzaniso. Mwari ndiMwari anotendeseka asina chakaipa maari; ndiMwari akarurama, Mwari ari pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye ndiro dombo, basa rake rakakwana; Nokuti nzira dzake dzose dzakarurama. Ndiye Mwari wakatendeka, usinganyengeri, Wakarurama, ndowazvokwadi.
Shona 2009?
Iye ndiro dombo, basa rake rakakwana; Nokuti nzira dzake dzose dzakarurama. Ndiye Mwari wakatendeka, usinganyengeri, Wakarurama, ndowechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Iye ndiro dombo, basa rake rakakwana; Nokuti nzira dzake dzose dzakarurama. Ndiye Mwari akatendeka, usinganyengeri, Wakarurama, ndewezvokwadi.